Takatanga Universal Subtitles
nekuti tinofunga kuti
mifananidzo ese epaInternet
anofanira kuita kuverengeswa.
Vanhu vazhinji vasinga gone kunzwa
nevanonetseka nenzeve dzavo
havagone kunzwisisa mifananidzo
pasina mazwi.
Vagadziri vemifananidzo nemabepa epawebhu
vanofanira kusa vakanganwe.